KwaunobvaDuramazwiCchagwanda

Duramazwi · zita

chagwanda

mumhare

Zvinoreva

Chagwanda muriwo wemuboora unenge wakarohwa nechando uri pana mai vawo.

1

Chagwanda muriwo wemuboora wakaomeswa usina kubikwa.

2

Zvakafanana

mumhare

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chahomwe

Chahomwe idumbu rechina remhuka mainochengetera chikafu, rainoti kana yadya bundo yozozeya kana yazorora.

Verenga

Swipe for the next word