KwaunobvaDuramazwiC 5

Duramazwi

Mazwi ane C.

1848 Shona headwords beginning with C, each with its English meaning, Shona explanation and example sentences.

Peji 5 pa8

chimutsamapfihwaUyu mukadzi anopiwa kumukuwasha natezvara kana mukadzi...chimvarisparkchimvikuChimviku chirwere chechikosoro chinobata huku kana shiri.chimviririChimviriri chinhu chinotenderedzwa nevana, chokukandisa...chimviyoChimviyo rudzi rwedatya diki rinofarira kugara muvhu.chimvuramabwehailstormchimwadoroChimwadoro munhu anenge achishapira hwahwa pamutambo kana...chimwanaChimwana izita rinoshandiswa nomubereki paanenge...chimwandamwandaUku kumhanya kwavanhu vakawanda kubva panzvimbo imwe...chimwangoChimwango ibadza diki rinenge rapera nekushandiswa.chimwayangeChimwayange munhu anotaurisa uye achinyepa.chimweChakuvhe.chimwe chinhusomethingchimwe nechimweeachchimweneChimwene kune merana kwemuroora nehanzvadzi yemurume wake.chimwii-mwiiUku kuita zvinhu chinyararire pasina kutaudzana.chimwiroMudziyo wekumwira zvinwiwa (drinking vessel).chimwiwaZvinwiwa zvakagadzirwa nenzira yerubatsiro.chin'auncontrollablechin'aisootchin'ogoroChin'ogoro munhu akaomera zvikuru nezvinhu zvake, asingadi...chin'onoChin'ono chibhururukwa chakaita senhunzi, chinoruma...ChinaThursdaychinaimweChinaimwe ivhu rinonama uye rinoumbiswa hari nezvimwewo.chinakidzwaChinakidzwa kuita zvinhu usinganyanyi kuzviisa mumwoyo...chinakirwaKuve nemanzwiro ekufara zvikuru.chinamataChijonga.chinamatidzwaappendixChiNambiyaChiNambiya mutauro wevaNambiya avo vakawandira kumatunhu...chinamiraChinamira vana vebundo vanoita mvere, vanoti kana ukafamba...chinamweChinamwe ivhu dete rakatsetseka rinokwanisa kunama kana...chinan'anuriIri izwi rinoshandiswa kuratidza panzvimbo chaipo pane...chinanaChinana chinhu chidiki chinogona kuipisa munhu.chinanaiChinanai kambuyu kadiki kanoti kakafamba munhu paganda...chinanairwaChinanai.chinanaziChinanazi muchero une tuminzwa nedzinde rinenge gavakava...chinangadefectchinangwaagendachinanisoChinaniso chiitiko chinokusiya usisina kana nezano rokuita...chinanzvirwaChinanzvirwa idovi kana chimwewo chinhu chinonaka...chindaShinda inoshandiswa pakuruka kana kusonera (thread/string).chindabvunzaChindabvunza inyora inoshandiswa kuratidza kuti mazwi ari...chindangaChindanga rudzi rwemhashu ine muviri wakaomarara, ine...chindauChiNdau ibazi romutauro weChiShona rinotaurwa nevanhu...chindereraChinderera ishiri ine mitsetse michena nemitema, inodya...ChiNdevereChiNdevere mutauro wevanhu vakawandira nechokumavirazuva...chindevoChindevo mazwi anotevedzana, aine wirirano yavo oga, asi...chindigindigiUhu ushamwari hwavaviri hwakapindiridza. Chindigindigi...chindimaChindima izwi ringashandiswa kuratidza zvirevo zvakanyorwa...chindiniChindingoveni.chindioneiKana munhu achinzi ane chindionei anenge chiita zvinhu...chindiyaChindiya munhu mupfupi uye ane simba rakawanda.chindoendawoIyi itsika inoitwa nomumhu akapusa, anongosvikopindira...chindondodzaChindondodza kashiri kadiki kanowanikwa mubani, kanofarira...chindoraChindora ivisi dikidiki rinenge richangoberekwa.chindorwaraChindorwara itsika inoitwa nomunhu ane usimbe, anenge...chindukaKana munhu akachinduka anenge angotanga kuita zvinhu...ChindundumaChindunduma ihondo yokutanga yokurwisa vapambevhu...chinekaChineka kuita kokutambudza munhu zvikuru.chinembiriChinembiri munhu anozivikanwa chaizvo pamusana pezvinhu...chinepfuChinepfu kunzwa usingadi kuita zvimwe zvinhu.chinetsoannoyancechingaKana shiri dzikati chinga panhu, dzinenge dzamhara...chingaidzaKuchingaidza munhu kumuita kuti ashamisike kana kuti...chingamaKana danda rakachingama rinenge rakatandira mberi kwako...chingamidzaKuchingamidza munhu kumutambira uchimukwazisa.chingamidzoChingamidzo kusangana nekumhorosa munhu ari kuuya kwauri.chingamugumchingemaChingema hwema hwakasimba uye husingafadzi.ChiNgeziChiNgezi mutauro wavarungu, kunyanya vekuBritain neveku...chingidziraKuchingudza.chinginjingiKuti chinginjingi kuwanza munyu muusavi hwaunenge wabika.chingo-Ichi chiitomwana chinoratidza zvinhu zvinoitwa asi pfungwa...chingomaChingoma ingoma diki yokuridza.chingotoroChingotoro mutauro unoumbwa nokushandiswa nechikwata...chingudzaKana uchichingudza mvura unenge uchiita kuti ipinde...chingudziraKuchingidzira kutora nzira pfupi nechinangwa chokuti...chinguraKana uchichingura munhu anenge achisvika pamba penu...chinguriTinoshandisa chinguri kuratidza kuti pava nenguva yakareba...chinguriraKuchingurira munhu kumugera nechemuzasi megotsi.chinguvaintervalchinguvanaChinguvana kachidimbu kenguva kadikidiki.chingwabreadchingwadzoChingwadzo ndechose chinorwadza chinomboitika muupenyu...chingwiingwiiKana munhu achita chingwiingwii neimwe nyaya anenge...chingwingwiChingwingwi munhu anenge aine mamvere akawanda pamuviri.chinhambwedistancechinhanochinheChinhe mwena mudiki unopoya nembeva kana dzavharirwa...chinheyaChinheya rudzi rwehuku ine makumbo mapfupi.chinhiviChinhivi chechinhu inhengo yechinhu ichocho.chinhoiChinhoi kambuyu kanofamba kachibudisa moto manheru.chinhuanchinhukutaChinhukuta igonye jena, rine musoro wakatsvukuruka...chinhunziChinhunzi ndemumwe wemifananidzo mina inowanikwa pamakadhi...chininaChinina ndepanomera vhudzi, pakati pemakumbo emunhu-kadzi.chiningoningowristchininisoChininiso ndechose chinoshandiswa kudzinga nhunzi kana...chinjachangechinjanaalternatechinjanisaKana ukachinjanisa zvinhu unenge wabvisa zvanga zviripo...chinjificklechinjikaadjustablechinjinjiKuti chinjinji kumira kwematanda kana zvimwewo...chinjiriterracechinjiziriKuti chinjiziri kuzvimbirira kunotandira, asi kwakatete-chinjoripera sezvakaita pamusana wemhu-Chinokorolarge wooden serving spoonchinokwenyeraKana munhu achiti zvinhu zvaiva nechinokwenyera anenge...chinomweChinomwe chiverengwa chinouya mushure mechitanhatu.chinongwaChinongwa chinhu chisina maturo chakangowanikwako pasina...chinonoChinono itsika yokuita zvinhu zvichikutorera nguva...ChiNorwegiannorwegianchinotoChinoto munhu ane upfumi hwakawanda chaizvo, kazhinji...chinotsivasubstitutechinuflaskchinunguChinungu isora rine mashizha makobvu ane minzwa kumativi...chinwiwabeveragechinyaimpatiencechinyadziChinyadzi ishoko rinoreva chinhu chinotsverudza kana kuti...chinyadzoobscenitychinyahwaikoIri izwi rinoshandiswa kubvunza zvinhu zvinenge zvanetsa...chinyaiIchi chidudzirachiito chinoreva zvinhu zvaitwa pasina...chinyakamweChinyakamwe kubatanidza zvinhu zvaungaite nguva...chinyakaretraditionalChiNyamaChinyama chikamu chebazi romutauro weChiManyika...chinyamberaChinyambera chitaira chekutamba ngoma dzinowanzoridzwa...ChiNyamhukaChiNyamhuka chikamu chebazi romutauro weChiManyika...chinyangadzoChinyangadzo chinhu chakaipa chaunogona kuitirwa nomunhu.chinyangeChinyange kuumbiridza zvinhu zvakaita sesadza kana ivhu...chinyanguChinyangu kusvuuka kwemiromo kunosakiswa nokunwa doro kana...chinyanhamoKana munhu akanzi aita chinyanhamo anenge atadza...chinyarariresilentlychinyarideChinyavada.chinyarikaniUyu mutauro unoshandiswa pakati pevanhu vane ukama husina...chinyavadascorpionchinyekuChinyeku munhu anogara achingoseka nguva zhinji.chinyerereKuita chiito pasina ruzha kana kutaura (silently/quietly).chinyiraKana munhu akachinyira mumwe anenge amuitira zvinhu...chinyiroChinyiro panzvimbo chaipo panenge paitikira chinhu.chinyoreroChinyorero itafura, bhuku kana chimwewo chinhu...chinyoresostyluschinyorwaarticlechinyowaChinyowa mupfudze unenge waorera zvakanyanya.chinyuKuti chinyu kudavidza mumwe nenzira inomugodora iwe usina...chinyukaChisipiti.chinyunyutochibvisa uchiita zvokuchikweva.chinyuraKuchinyura munhu kutaura naye uchibudisa mashoko...chinzononoChinzonono chirwere chinotapuriranwa nekufeva, chinoti...chinzunguChinzungu chikwenzi chine mashizha machena ane tumvere...chinzvimbocapacitychinzvinzviChinzvinzvi ndezvekudya zvinenge zvisati zvanyatsa...chiokoMunhu ane chioko ndeanoti, akatanga kuita basa, ndima ya-chioko chegudoKana munhu ane chioko chegudo anenge achigara achirova...chiomesashayaChiomesashaya chirwere chinokonzerwa neutachiona hunenge...chionekedzofarewellchionekoChioneko chipo chaunopa munhu waunenge woparadzana naye.chionesoChioneso ndechose chinokubatsira kuti ugone kuona chimwe...chionioniChiringiriro.chionwaChirongwa chokutarisa muchiona.chioraChiora ruvara rwakatsvukuruka zvekuda kusvibirika...chipacheapchipadzaChipadza ibadza diki.chipakanwaChipakanwa chidimbu chidikidiki chinosarira mumazino...chipakapakaKana basa rikaitwa chipakapaka rinenge rashandwa...chipaketiChipaketi chihomwe chidiki chinowanzogadzirwa nebepa kana...chipakirwaChipakirwa mutambo wevana wavanoti, mu-mwe anoviga chinhu...chipakoChipako kudya kunenge kwaburwa kuri komunhu mumwe chete.chipamasostatuechipamuChipamu chidimbu chemuti chinenge chakaturwa kubva pachimwe.chipandaChipanda idoro rinobikwa norukweza kana mhunga.chipandeNhova kana chirwere chenhova.chipandiChipandi chidimbu chidiki chinenge chatsemurwa padanda...chipandwaChipandwa chinhu chidiki chaunoona kana kunzwa, chinoita...chipaneraUyu mudziyo wesimbi unoshandiswa kusunga kana kukumurisa...chipangaChipanga kudivi kunocheka nako nebanga kana rereza.chipaniChipani imombe dzinenge dzakasungwa pamwe chete...chipapadzunguUku kuita zvinhu munhu achingokurumidza asi asingambofungi...chipaparadzunguconcussionchipapataIchi chinhu chese chokudya chinodyiwa chakaomeswa.chiparaSikindo.chiparadzaIyi ihari yedoro yokupedzisira inopuwa vanhu vanga...chiparoChiparo mudziyo wakapafamara unobatika muchanza...chipasakanoita maruva anoyevedza eruvara rwebhuruu, uye...chipatapatabustlingchipatarahospitalchipauroadjectivechipembenenepestchipembererhinoceroschipenetipinchipengaChipenga chichira chidiki chinenge chabvarurwa kana...chipengoChipengo kukanganisika pfungwa kanogona kuwira munhu...chipenyuorganismchipenziChipenzi mushonga wokubvisa ndebvu unoshandiswa navanhu...chipereChipere ibere rine mavara-mavara.ChiPersianpersianchipeteChipete chigadzirwa chakaita kunge chuma chinopfekwa...chipetosubscriptionchipfambiprostitutionchipfariZvipusha.chipfekooutfitchipfenurwaChipfenurwa kakwande kanobva panovezwa matanda kana kuti...chipfichiChipfichi kusura zvisina ruzha vanhu vongozonzwa kunhuhwa...chipfigoChipfigo ndechinokochekerwa kana kupairwa kuti gonhi...chipfimbivigevigeKana vanhu vachiita chipfimbivigevige vanenge vachivanza...chipfudzisoeraserchipfukoChipfuko ihari yevhu inoshandiswa kuchengetera mvura kana...chipfukutoChipfukuto chimbuyu chitema chakaomarara, chinodya...chipfumbamweChiyero chenhamba yepfumbamwe (nine).chipfundoChipfundo chimuti china makwati akawanda.chipfupiswaAya mabhii makuru anowanzotorwa kwekutanga kwemazwi azere...chipfuraChipfura chirwere chen'ombe chinopisisa muviri, kuzvimbisa...chipfuriroanvilchipfutomothchipfutsoChipfutso munhu anokara zvokudya.chipfuvabreastplatechipfuwoChipfuwo imhuka yese inochengetwa pamusha, inogona...chipfuyoMhuka dzinochengetwa pamba sezveupfumi (livestock/pet).chipikacollarchipikiritackchipikirwaChipikirwa chitsidzo chinenge chaitwa nomunhu achitarisira...chipimbidyaChipimbidya chitanda chinoshandiswa kutsigira riva...chipimisoChipimiso mugomo kana chimwewo chinhu chinoshandiswa...chipimomeasurementchipindaChipinda mupanda weimba.chipinduraChipindura muti une mashizha makuru, unobereka vana...chipingaidzointerferencechipingamupinyiimpedimentchipingidzolimitationchipingoanchorchipiniKana mwana ari kuzvarwa aita chipini anenge atanga kubuda...ChipiriTuesdaychipirisoChipiriso indiro yakavezwa nomuti inoshandiswa pakushumira...chipirwaMune zvechitendero chipirwa imhuka kana chinhu...chipisamaokoIyi ihari yehwahwa inopiwa kune avo vanenge vahubika, uku...chipisiChipisi mutambiro wokufambisa muchiuno munhu achifotetedza...chipitipitidashedchipiyanisoAya matanda maviri akarovererwa akachinjikana. Bhaibheri...chipoaptitudechipokoghostChiPolishpolishchipomboChipombo kandande katete karefu kanoshandiswa pakusungira...chipondaChiponda itsika yokusevenzera roora, inoitwa nomukwasha...chipondamwoyoChipondamwoyo chidyiwa chinobikwa nefurau, chakada kuita...chiponesoChiponeso imhindupindu ingaitwa nomunhu yokutsvaka...chipopayiChipopayi chimwe chete chemifananidzo yakaita zvidhori...chipopiChipopi rudzi rwembwa ine makumbo mapfupi uye nekamuviri...chiporofitaChiporofita chipo chekuona zvisingaonekwi nevamwe vanhu...chipositoriChipositori ichechi yemweya inotendera kuti maporofita...chipotswa [chiposhwa]Chipotswa mushonga wakaipa unopiwa munhu asingazivi...

Everything here, offline, in your pocket.

The full dictionary, every proverb, all sixty totems and the riddles. No data, no ads, no account.

Get it on Google PlayDownload on the App Store