KwaunobvaDuramazwiCchimwe

Duramazwi · zita

chimwe

Zvinoreva

Chakuvhe.

1

Chakuvhe.

Chimwe chandaive ndazongofarira hangu inhau yekuendeswa kuchikoro.

Painge pasina chakanakira chimwe kuenda kana kusaenda nekuti kugara kwavo pamba apo kwainetsa nababa vacho.

Ndichipinda musitting room ndakangosvika ndichinanga upstairs kuroom kwasisi Noku ndisati ndaita chimwe chinhu.

Mamwe mazwi ane C

C

Swipe for the next word