Duramazwi · zita
chimwandamwanda
bararamhanyachiwareware
Duramazwi · zita
Uku kumhanya kwavanhu vakawanda kubva panzvimbo imwe chete, vachienda kumativi akasiyana-siyana.
Uku kumhanya kwavanhu vakawanda kubva panzvimbo imwe chete, vachienda kumativi akasiyana-siyana.
Chipitipiti chakazvara chimwandamwanda.
Uhu ushamwari hwavaviri hwakapindiridza. Chindigindigi chinozvara chimwandamwanda.
bararamhanya · chiwareware
Duramazwi
01 / 03chimwango
Chimwango ibadza diki rinenge rapera nekushandiswa.
VerengaSwipe for the next word