KwaunobvaDuramazwiBbvevepfeve

Duramazwi

bvevepfeve

Zvinoreva

Bvevepfeve kupararira kunoita vanhu kana mhuka dzichienda kunzvimbo dzakasiyana-siyana.

1

Pazororo rekisimusi vanhu rinova bvevepfeve muZimbabwe.

Bvevepfeve kupararira kunoita vanhu kana mhuka dzichienda kunzvimbo dzakasiyana-siyana.

Mamwe mazwi ane B

B

Duramazwi

01 / 03

bveveve

Kuti bveveve kugara panzvimbo isingatarisirwi kuti munhu angagara.

Verenga

Swipe for the next word