KwaunobvaDuramazwiCchimwana

Duramazwi · zita

chimwana

Zvinoreva

Chimwana izita rinoshandiswa nomubereki paanenge achiratidza rudo nemwana wake maererano nezvaari kana kuti nezvaanenge aita.

1

Chimwana izita rinoshandiswa nomubereki paanenge achiratidza rudo nemwana wake maererano nezvaari kana kuti nezvaanenge aita.

Chimwana changu chakapasa chaizvo gore rino.

Ndinongonamata kuti dai chimwana changu ichi chikarega kuita.

2

Chimwana musikana akanaka uye akavakwa zvinoyedza.

Vakomana, chimwana chiya chinondishayisa hope!

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chimwandamwanda

Uku kumhanya kwavanhu vakawanda kubva panzvimbo imwe chete, vachienda kumativi akasiyana-siyana.

Verenga

Swipe for the next word