KwaunobvaDuramazwiCchipfambi

Duramazwi · zita

chipfambi

prostitution

Zvinoreva

Chipfambi itsika yekurara nevanhu vakawanda, kazhinji uchivabhadharisa mari.

1

Chipfambi itsika yekurara nevanhu vakawanda, kazhinji uchivabhadharisa mari.

Kuita chipfambi chinogona kumusiya akuvadzwa nekurohwa kana kubaiwa nemapanga -kutapurirwa chirwere chemukondombera.

Chipfambi itsika yekurara nevanhu vakawanda, kazhinji uchivabhadharisa mari.

Kana munhu achinzi anoshandisa muviri wake anenge achiita chipfambi.

Mamwe mazwi ane C

C

Swipe for the next word