Duramazwi · zita
Zvinoreva
ChiNdau ibazi romutauro weChiShona rinotaurwa nevanhu vakawandira kumatunhu okumabvazuva kwakadziva kumaodzanyemba kwenyika.

ChiNdau itsika nemagariro evanhu vakawandira kumatunhu okumabvazuva kwakadziva kumaodzanyemba kwenyika vanonzi VaNdau.

Idzi imhando diki dzomutauro dzinouumba. ChiKorekore neChiNdau mapazi omutauro weChiShona.
ChiNdau itsika nemagariro evanhu vakawandira kumatunhu okumabvazuva kwakadziva kumaodzanyemba kwenyika vanonzi VaNdau.
Mamwe mazwi ane C
CDuramazwi
01 / 03chinderera
Chinderera ishiri ine mitsetse michena nemitema, inodya hove.
VerengaSwipe for the next word