KwaunobvaDuramazwiCchinyange

Duramazwi · zita

chinyange

Zvinoreva

Chinyange kuumbiridza zvinhu zvakaita sesadza kana ivhu, zvichiurungana kuita misuva kana tubhora.

1

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chinyangu

Chinyangu kusvuuka kwemiromo kunosakiswa nokunwa doro kana nokusvuta fodya zvakanyanya.

Verenga

Swipe for the next word