Duramazwi · zita
chipukupuku
chipunanzichi-reshe
Duramazwi · zita
Uyu munhu ane pfungwa dzisina kukwana, anomboita seanopenga.
Uyu munhu ane pfungwa dzisina kukwana, anomboita seanopenga.
Ukaswera nechipukupuku hapana nyaya dzinovaka dzinobudapo.
chipunanzi · chi-reshe
Duramazwi
01 / 03chipumha
Chipumha katutu kezvinhu zvidiki.
VerengaSwipe for the next word