KwaunobvaDuramazwiC 2

Duramazwi

Mazwi ane C.

1848 Shona headwords beginning with C, each with its English meaning, Shona explanation and example sentences.

Peji 2 pa8

ChefchefchefuChinhu chinokuvadza kana kuuraya munhu kana mhuka (poison).chegumitithechegumi nepfumbamwenineteenthcheharaChehara mubato webanga refu rinocheka namativi ose.chehuraKukwanisa kubvisa mhemberero.chekacutoffcheka-chekaKana munhu achicheka-cheka chinhu anenge achichidimbura...cheka ukamaKana vanhu vachiti vacheka ukama zvinoreva kuti...chekachekaKuramba uchicheka-cheka zvimedu zvidiki.chekamanaChekamana chikwenzi chinowanikwa mumasango makuru zvikuru...chekaukamaIyi in'ombe, zvikuru chena, inobviswa nemunhu anenge...chekazaniMhandi yenyuchi yerubatsiro.chekeKuti cheke kurira-rira kwechinhu chesimbi chinenge...chekechaChekecha kambuyu kadiki kanonanaira, kunyanya pahuku.chekecheKuti chekeche kurira kunoita tusimbi kana tuchiroviana.chekecheraKuchekechera kurira kwezvinhu zvinenge zviri kukuchukudzwa...chekenyaKuchekenya kuruma chimedu chidoko pane chokudya...chekepfuKuti chekepfu kuruma chinhu chakanyorovera nemazino.chekeraKana simbi dzapamuchina dzava kuchekera zvinoreva kuti...chekeredzaKuchekeredza kucheka ganda rakavhara musoro wemboro.chekereraKana munhu achichekerera sezvakaita muriwo anenge...cheketeraKucheketera kukomberedza chinhu nechinangwa...chekicheckchekibhodhiChekibhodhi chipuranga chinenge chakatarwa mabhokisi...chekichekiKana mucheka uchinzi ndewechekicheki unenge uine mitsetse...chekubataChekubata ndechekudya, mari kana zvimwewo zvinokwanisa...chekucheKana kunze kwati chekuche kunenge kwaedza. Kunze kwati...chekudyaChekudya ndechose chaunoisa mumurumo wotsenga nokumedza.chekunwaChekunwa ndechose chakaita mvura chaunomedza.chekupfekaChekupfeka ndechose chingashandiswa nomunhu kufamba...ChekutangafirstlychekutiTinoshandisa chekuti kuratidza pfungwa inotevera...chekwaKana n'ombe ichinzi yakachekwa inenge yakabviswa mhodzi...chemalamentedchemakumi maviritwentiethchemanaKana munhu achichemana nehama anenge achigara nadzo...chematsenganzunguIchi chibhakera chakasimba chinondorova padama.chembaChemba ihofisi dzinowanzoshandirwa nevatongi vedzimhosva.chemberabe oldchembereChembere munhukadzi ararama kwenguva refu.chemberukaKana munhu achinzi achemberuka anenge ava kutaridzika...chemedzaKuchemedza mwana kumuita kuti acheme.chemeraChemera mwana wemhembwe.chemereraKaruzha kokuchema neshungu kana kufarira chimwe chinhu.chemhanzaChemhanza izita remadunhurirwa rinopuwa chero munhu anenge...cheminaInzwi reruzivo mumatambudziko.chemoRuzha rwekudana kwevanhu vakashata (mourning/wailing).chemumbaKana chinhu chichinzi ndechechemumba chinenge chiri...chemushaChemusha ihari diki yedoro inosiyirwa vakuru vemusha...chemusoroChemusoro chirwere chekuti munhu anotemwa nemusoro zvikuru...chenasterilechenamaKana munhu akachenama anenge akavhura muromo zvokusiya...chenekaKucheneka kutora chinhu chemumwe uchida kuchisha-cheneruKuti cheneru kupera ruvara kwechinhu nekuda kwekuwachwa...chenerudzaKuchenerudza kukonzera kuti hembe yambenge ichiyevedza...chenerukaChinhu chakatsvukira chichienda kune chengu (off-white).chenesasterilizechenesoKana munhu apihwa cheneso nemupirisiti anenge areurura...cheneswaKana musha ichinzi uri kucheneswa unenge wabikirwa doro...chengaKana munhu achichenga zvinhu kana vanhu anenge...chenga [chaenga]Chenga ibandi rehari yakaputsika rinoshandiswa kukangira.chengeraKuchengera kugara wakachengetedza kana kutarisisa mukadzi...chengetakeepchengetedzaprotectchengetedzopreservationchengetekaKana chinhu chichinzi chakachengeteka chinenge chakabatwa...chengeteraKana munhu achinzi akachengetera munhu chinhu chake anenge...chengetwakeptchengoChengo mudhuri wemba usina denga.chenguKana munhu ati chengu anenge atarisa neziso rekubiridzira.chenichainchenjeChenje musvo wechirimwa unenge wabviswa hundi kana maguri.chenjedzawarnchenjedzoprecautionchenjeraacutechenjereraalertchenjichangechenoKana munhu aine cheno anenge achifarira kupfeka nhumbi...chenomweseventhchenuKana hembe yati chenu inenge yapera ruvara. Hembe yangu...chenuravindicatechenuroChenuro idoro rinobikirwa mufi repanyaradzo, pasati...chenurudzaKuchenurudza pakusuka kana kuwacha kushandisa mvura yepiri...chenurukaKana hembe yava kuchenuruka inenge ichipera ruvara nokuti...chenyaKuchenya mumwe kuita zvinhu zvinoita kuti ashatirwe.chenyamaMuchina weruzivo.chenyengaKana munhu achenyenga chibarwe anenge achiruma-ruma...chenyenguKuti chenyengu kukwapuka kweganda pachionekwa zviri pasi...chenyuKuti chenyu kucheka zvakadzika kana kutsemuka kweganda...chenyuraKuchenyura vanhu kuvaputsa kana kuvaparadzanisa...chenziraMwana akazvarirwa kunze komusha.cheoCheo kukuvara kunoita mombe painenge yakasungwa makumbo...chepaKuchepa kupera kwembiri yemunhu aimbogonachepamusorocorporatechepesaKana munhu akati vananhingi ndakavachepesa anenge achireva...chepfenyuKuti chepfenyu kuruma chibandi uchisiya zvimwe.chepfutoxicchepfudzaKana munhu akachepfudza nyama anenge airuma kana...chepfukaChinhu chinochepfuka chinenge chichigona kudimbuka kuita...chepfumbamweninthchepirisecondcheradigcherechedzaobservecherechedzosupervisioncheredzaKana zvinhu zvacheredza zvinenge zvava zvishoma...cherengaKucherenga ganda kurikuvadza nokurikwenga pachisara...cherenguKuti cherengu kukuvadza pachibva pasara vanga rinoonekwa.cherenjeCherenje inhokwara dzomuti unonzi mucherenje.chereraKucherera chinhu pasi kugadzira gomba rokuchiisa wobva...chereredzaKana munhu achichereredza mvura mumudziyo anenge...chericherrycheroanychero chinhuanythingchero kupi zvakoanywherechero munhuanyonechero nguvawheneverchesaChesa inzvimbo diki ine miti yakawanda.chesangoChinhu chesango ndechinowanikwa mumatondo sezvakaita mhuka...cheseChese ibanga, badza kana sanhu risina mubato.chesereeighthcheshanufifthchesichesschesitaPamutambo wenhabvu, kuchesita bhora kurirova...chesuKuti chesu kuoma kunenge kwakaita muromo nokuda kwenzara...chetaKana mbeva ikacheta nyemba inenge yadzigura nemazino.chetanhatusixthchetatuthirdchetejustchetuKuti chetu kudambuka kunoita chinhu chachekwa nomudziyo...chetukaKana doro richinzi rachetuka rinenge ravira zvakakwana...cheturaKuchetura kugura chinhu uchikasika nomudziyo unopinza.cheuKuti cheu kutarisa kumashure nokukurumidza.cheudzaKucheudza kuita kuti mumwe atarise kumashure.cheukaKutarisa kana kudzokera shure.cheuraKucheuka musoro kuti utarise shure (to look back).cheuviriZuva rechipiri revhiki ruzivo.chevaKucheva mumwe munhu kufanana naye.chevairaKuchevaira kufamba kwegakanje.chevakuruChevakuru ibutiro rine mvura rinochengetedzwa mwana...cheverwamudhorobha unotsikwa nemotokari.chevhuKuti chevhu kucheka zvakadzika nemudziyo unopinza.chevhuraKuchevhura kucheka zvakadzika nechinhu chinopinza.cheyachairchezaKucheza kuveza uchikwatura makwande mahombe.chezuKuti chezu kuvesa moto muzhinji.chezuraKana munhu akachezura moto anenge auvesa uri muzhinji.chi-Ichi chivakashure chomupanda 7 wemazita eChiShona.chi chi chiKuti chi chi chi kumira kungaitwa navanhu vose vakatarisa...chiandamaChiandama kurwadziwa kunoita munhu nokusazeyeka kwechikafu...ChiArabicarabicChiArmenianArmenianchibaduroKana munhu achinzi chibaduro anenge uchizivikanwa nekugona...chibagemaizechibage [chibahwe, chibarwe]Chibage chirimwa chinoreba kuenda mudenga, chakasvibira...chibairoChinhu chinopirwa vadzimu (sacrifice).chibakoChibako kamudziyo kanochengeterwa fodya yomumhino.chibandaChiwangu.chibandaukowo mwana mumwe chete, kusiyana nedzimwe dzinoita matumbu...chibandeChibande chechimwe chinhu chimedu kana chinhivi chacho.chibandiraKana vanhu vachiita chibandira vanenge vachirima nemageja...chibanzeChibanze ihari yedoro kana zvimwewo zvinosiyirwa...chibanzuroChibanzuro mudziyo ungashandiswa kugaya kana kutsemura...chibariChibari chimhedu chinodauka sezvakaita panenge pachitemwa...chibarweMhando yezviyo inozivikanwa kupfuvura.chibatabataChibatabata kuvhiringidzana vanhu vachitukana nokurwa...chibatabishiVanhu vanoita chibatabishi vanenge vakawanda...chibatanidziChinhu chinobatanidza zvinhu zviviri (connector/hyphen).chibatanidzoIri izwi rinoshandiswa kubatanidza mazwi kana ndevo...chibatisosecuritychibatoChibato musika wekubata kana munhu achisimudza kana...chibayaChibaya idanga remombe kana imwewo nzvimbo yadzinovharirwa...chibayirosacrificechibayopneumoniachibebaChibeba mukomana kana musikana anoita kunge ane pfungwa...chibechibeIyi itsika yokuramba munhu achingogaroba. Ukajairira...chiberekouteruschibhabhauroUyu munhu anoshanda nesimba achipedza basa zvakanaka. Baba...chibhagaChibhaga kamuchina kane mubato murefu, kanoshandiswa...chibhakaniChibhakani idombo rinogadzikwa kana kuti chimuti...chibhakerafistchibhakirachibhakoChibhako mugoti une rimwe divi rinenge chanza choruoko...chibhamuChibhamu munhu akasvika akanaka, kazhinji ari musikana.chibharanziChibharanzi maitiro anonzi ndeemunhu akapusa, asingazivi...chibharotributarychibharumaballoonchibharumuballoonchibhebhenengaUku kuita zvinhu nesimba uchishingirira. Paradza amuka...chibhendeChibhende mutauro wokupesedzera kuti vamwe vasaziva...chibhibhiChibhibhi mucheka unosungirirwa muhuro, unoshandiswa...chibhobhiriChibhobhiri chisimbi chinoshanda pamuchini wokusonesa...chibhoiChivanhu.chibhokisismallpoxchibhoraChibhorani.chibhoraniChibhorani itsime rine mvura, rinenge rakavakirrwa...chibhubhubhurandomChiBhudhabuddhismchibhunuMutauro nemaitiro emabhunu.chibhururukwaIchi chipuka chese chese chine mapapiro, chisiri shiri...chibidiKana ukati chibidi mafuta mupoto unenge waawanza mune...chibidiraKuchibidira mafuta kana sauti mumuriwo kunyanyozviwanza...chibikiraKuzvidzivirira mumatambudziko.chibikwaChibikwa chikafu chese chese chinenge chabva pamoto.chibimvuChibimvu chimedu chinenge chadimburwa kana kugurwa...chibingamupinyiChibingamupinyi chiitiko kana chinetso chinokanganisa...ChiBochaChiBocha chikamu chebazi remutauro weShona chinotaurwa...chibodzwaPamutambo wenhabvu, kana munhu apa chibodzwa anenge anwisa...chibofoChibofo kusure komunhu kunobuda netsvina, kunenge...chibomboChibombo chitota chidiki chinenge chisati chamera mapapiro.chibonjeChibonje muriwo unomera mumahombekombe enzizi unotanda uye...chibooresodrillchibopoChibopo ndepano-tsikwa pamotokari kuti imire kana kufamba...chibozwascorechibumaChibuma zvinhu zvidiki zvinenge zvakaungana panzvimbo diki.ChiBunjiChiBunji chikamu chebazi reChiManyika remutauro weChishona.chibvindiri-bvindiriKana vanhu vaine chibvindiri-bvindiri vanenge vaine...chibvubvuKana vanhu vachiita chibvubvu vanenge vachikwikwidzana...ChiBvumbaChiBvumba chikamu chebazi reChiManyika, remutauro...chibvumiranoagreementchibvumoChibvumo kutenda komunhu kuti ane mhosva.chibvunzoChibvunzo inyora inoshandisa panoperera mutsara kuratidza...chibvuwoChibvuwo ndechose chingashandiswa kubata hove dzakawanda...chibwesuChibwesu chidimbu chehari yakameduka, chinokangirwa nzungu...chichaKuchicha kuita basa rakaoma kwenguva refu munhu...chichakatiChichakati isiketi yakafara, ine mahwinya, inoti munhu...ChiChanganaMutauro unotaurwa nevanhu vekuChamhembe neMabvazuva...chichemopetitionchichenarudzi rwemapfunde machena anoka-sira kuibva.chicherwamineralchicheseChichese kuungana kwezvinhu panzvimbo imwe chete.ChiChewaChiChewa mutau-ro unotaurwa nevanhu vashoma ve-muZimbabwe...chichichiKana vanhu vachinzi vakati chichichi vanenge vakamira...chichidziraKukonzera ruzivo rwekunze.ChiChinesechinesechichinhaKuchichinha kuro-hwa moyo nenyama yaunenge wa-dya inenge...chichinuKuti chichinu kufa-mba kwavanhu vakawanda vakana-nga divi...chichiraChichira mucheka wasakara unogona kushandiswa ku-pukutisa...chichoniKana munhu akanzi chichoni anenge akaenda akandoro-va...ChiCzechczechchidakadakaKana munhu ane chida-kadaka nechimwe chinhu anenge...chidanhoKana munhu ava pane chimwe chidanho muupenyu anenge...ChiDanishdanishchidaoChidao izita rinopihwa kune rimwe remapazi revanhu vane...chidauZita remadunhurirwa kana remuzinda (clan name/title).chidavadoChiaavado inzira yokuita chinhu nayo, ine unyanzvi. Shasha...chidavirashandiswa tsumo, madimikira netumwewo tunoita kuti inakidze.chidaviriraKana munhu akaita chidavirira ane-nge angopindura zvinenge...chidawaChidawa chipuka chidiki diki chinodyiwa, chinogara pamiti...chidawoImwe mhando yechidau.

Everything here, offline, in your pocket.

The full dictionary, every proverb, all sixty totems and the riddles. No data, no ads, no account.

Get it on Google PlayDownload on the App Store