KwaunobvaDuramazwiCchidavira

Duramazwi · zita

chidavira

Zvinoreva

shandiswa tsumo, madimikira netumwewo tunoita kuti inakidze.

Chidavira chipuka chine muswe murefu chinofamba chichiita zvokudanhuka mumuti.

1

Kana mutumbi woenda kunzvimbo yezororo kunoitwa munamato kana mhuri ichidavira kuna Musikavanhu.

Iri izwi rinoshandiswa nemunhukadzi kana achidavira munhurume anenge amushevedza.

2

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chidavirira

Kana munhu akaita chidavirira ane-nge angopindura zvinenge zvabvunzwa nomumwe, asi iye asina kunyatsonzwisisa zvinenge zvataurwa.

Verenga

Swipe for the next word