Duramazwi · zita
Zvinoreva
Kana munhu akaita chidavirira ane-nge angopindura zvinenge zvabvunzwa nomumwe, asi iye asina kunyatsonzwisisa zvinenge zvataurwa.
Kana munhu ane chidavirira anenge achiti kana akangosangana neanorwara iye obva atobatirawo chirwere chacho.

Mwana uyu ane chidavirira zvekuti mukangokwira bhazi anobva imomo otodziya muviri.
Kana munhu ane chidavirira ane-nge achingopindira nyaya yaanzwa vanhu vachitaura, asi iye asina kuipirwa.
Mwana akaita _chidavirira_ pane vaenzi akazosara obhurwa ivo vaenda.
Kana munhu ane chidavirira anenge achiti kana akangosangana neanorwara iye obva atobatirawo chirwere chacho.
Mwana uyu ane chidavirira zvekuti mukangokwira bhazi anobva imomo otodziya muviri.
Mwana akaita _chidavirira_ pane vaenzi akazosara obhurwa ivo vaenda.
Zvakafanana
chiganhira
Mamwe mazwi ane C
CDuramazwi
01 / 03chidawa
Chidawa chipuka chidiki diki chinodyiwa, chinogara pamiti yomutondo uye chinonhuhwa nokupenda maoko kana ukachibata.
VerengaSwipe for the next word