Duramazwi · zita
Zvinoreva
Chide mwena wechipiri wegurwe kana mbeva unenge wakafutsirwa, wekuzobuda nawo kana zvichinge zvasvikirwa nenjodzi.
1

Nyachide mukadzi anodiwa kupinda vamwe vose pabarika. Pabarika sadza rinodyiwa nemurume kazhinji nderaVaNyachide.
Zvakafanana
Mamwe mazwi ane C
CDuramazwi
01 / 03chidembo
weasel
VerengaSwipe for the next word