Duramazwi · zita
chidembo
weasel
Duramazwi · zita
weasel
Chidembo chimhu-ka chakaenzana nekiti, chinozivikanwa nekuburitsa mweya unonhuhwa kuti kuse, wachinoshandisa pakuvhima nepakuzvidzivirira kunjodzi.
Chidembo chimhu-ka chakaenzana nekiti, chinozivikanwa nekuburitsa mweya unonhuhwa kuti kuse, wachinoshandisa pakuvhima nepakuzvidzivirira kunjodzi.
Chidembo hachinzwi kunhuhwa kwacho.
Chidembo imhuka inozivikanwa nekuburitsa mweya unonhuwa.
Zema mweya unonhuwa zvikuru unobva pamuviri wechinhu. Chidembo chine zema rinokachidza.
shema la · dembo
Duramazwi
01 / 03chideme
Chideme chepachi-redzo chinhu chisinganyuri mumvura, chinowanzoshandiswa nomunhu asingagoni kushambira kuti asanyura kana achidhidha.
VerengaSwipe for the next word