KwaunobvaDuramazwiCchidawa

Duramazwi · zita

chidawa

Zvinoreva

Chidawa chipuka chidiki diki chinodyiwa, chinogara pamiti yomutondo uye chinonhuhwa nokupenda maoko kana ukachibata.

1

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chidawo

Imwe mhando yechidau.

Verenga

Swipe for the next word