Duramazwi · zita
Zvinoreva
Chiaavado inzira yokuita chinhu nayo, ine unyanzvi. Shasha yebhora yakaita zvidavado zvayo ikanzvenga vanhu vose.
1
Chiaavado inzira yokuita chinhu nayo, ine unyanzvi. Shasha yebhora yakaita zvidavado zvayo ikanzvenga vanhu vose.
Mubhuku ravo, "Ndiko Kupindana Kwamazuva," VaMungoshi vakashandisa chidavado chenhendeshure zvinonakidza chose.
Nhede chidavado chekutuhwina chekuti munhu anotuhwina achidzoka negotsi.
Nhengasure chidavado chokushambira muduhwino, munhu akatarisa mudenga.
2
Ka-na munhu achinyora rondedzero ine zvidavado inenge yakanaka, yaka-
Mamwe mazwi ane C
CDuramazwi
01 / 03chidavira
shandiswa tsumo, madimikira netumwewo tunoita kuti inakidze.
VerengaSwipe for the next word