KwaunobvaDuramazwiCchi-

Duramazwi

chi-

Zvinoreva

Ichi chivakashure chomupanda 7 wemazita eChiShona.

Kuti chi mafuta kuachikidira kumeso.

Ichi chiratidzanguva chinoratidza kuti zvimwe zvinhu zvakaitika zvimwe zvichiri kuitikawo.

1

Vana vechikoro vakanga vati chi chi chi vakatarisa mota dzakanga dzabonderana.

Kana chinhu chi katsvukuruka chinenge chaita ruvara rwakarerekera kune rwengura.

Kuti chi chi chi kumira kungaitwa navanhu vose vakatarisa chinhu chimwe chete.

2

3

Ichi chiratidzanguva chinoratidza kuti zvimwe zvinhu zvakaitika zvimwe zvichiri kuitikawo.

Kuda akasvika ndichiri kudya.

Kumwengeshura kuputsa chinhu chakaita sehari chi-chiita zvidimbu zvidikidiki.

Kana vanhu vachinzi vakati chichichi vanenge vakamira vakawanda vakatarisa chinhu chi-mwe.

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chi chi chi

Kuti chi chi chi kumira kungaitwa navanhu vose vakatarisa chinhu chimwe chete.

Verenga

Swipe for the next word