Duramazwi
Zvinoreva
Kuti chi chi chi kumira kungaitwa navanhu vose vakatarisa chinhu chimwe chete.
1

Vana vechikoro vakanga vati chi chi chi vakatarisa mota dzakanga dzabonderana.
Kuti chi chi chi kumira kungaitwa navanhu vose vakatarisa chinhu chimwe chete.
Mamwe mazwi ane C
CDuramazwi
01 / 03chiandama
Chiandama kurwadziwa kunoita munhu nokusazeyeka kwechikafu zvakanaka.
VerengaSwipe for the next word