Duramazwi · zita
Zvinoreva
Chiandama kurwadziwa kunoita munhu nokusazeyeka kwechikafu zvakanaka.
1

Vamwe vanoti ukadya usina kugeza kumeso mangwanani unonzwa chiandama.
Chiandama kurwadziwa kunoita munhu nokusazeyeka kwechikafu zvakanaka.
Mamwe mazwi ane C
CDuramazwi
01 / 03ChiArabic
arabic
VerengaSwipe for the next word