KwaunobvaDuramazwiCchete

Duramazwi

chete

just · same · exclusively · only · solely

basibadzibodzi

Zvinoreva

Tinoshandisa chete sedudzirachiito inoratidza kuti zvataurwa nezvazvo ndizvo zvokupedzisira, hakusisina zvimwe.

1

Tinoshandisa chete sedudzirachiito inoratidza kuti zvataurwa nezvazvo ndizvo zvokupedzisira, hakusisina zvimwe.

Ndadya nyama chete pasina sadza.

Chete Vamhofu munhu ane hunhu anotya mwari asi chokuita ndochavainge vasisina.

Way yekubako yaiwanikwa uchibva mubedroom mavo or mubedroom mamufundisi chete.

Zvakafanana

basi · badzi · bodzi

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chetu

Kuti chetu kudambuka kunoita chinhu chachekwa nomudziyo unopinza.

Verenga

Swipe for the next word