KwaunobvaDuramazwiGga

Duramazwi · chiito

ga

alone

-se

Zvinoreva

Kuti ga kudonha kubva pakakwirira kuenda pakadzirira musoro uri pasi, zvokuti ndiwo unotanga kurovera pasi.

Iri idzitsi rechirevauwandu rinoketa zvishoma kubva muzvizhinji.

Kuti ga kutema chinhu kamwe chete uchishandisa sanhu kana chimwewo chinhu.

Iyi inzvanyira inodaidzwa ichinzi jii inowanikwa pakati paefu naechi mubumbiro remavara anoshandiswa kunyora ChiShona.

1

Kuzoti imwe chembere yakazivira nezvamambure Norukano rwayo rutsvetutsvetu, ndiye musoro ga!

Akabva ati ga ga ga kuseka paakanzi adanane nemusikana waakanga asingadi.

Vanhu vakazoziva kuti tsotsi yaiva ani payakanzi ga-a netochi.

2

Iri idzitsi rechirevauwandu rinoketa zvishoma kubva muzvizhinji.

Vanhu vashanu voga ndivo vanodikwa kumusangano.

Kuzoti imwe chembere yakazivira nezvamambure Norukano rwayo rutsvetutsvetu, ndiye musoro ga!

Akabva ati ga ga ga kuseka paakanzi adanane nemusikana waakanga asingadi.

3

Kuti ga kutema chinhu kamwe chete uchishandisa sanhu kana chimwewo chinhu.

Kuzoti imwe chembere yakazivira nezvamambure Norukano rwayo rutsvetutsvetu, ndiye musoro ga!

Kuti ga kutema chinhu kamwe chete uchishandisa sanhu kana chimwewo chinhu.

Kuti ga-a kuvako kwechiedza chikuru asi mushure macho mambenge mune rima.

4

Iyi inzvanyira inodaidzwa ichinzi jii inowanikwa pakati paefu naechi mubumbiro remavara anoshandiswa kunyora ChiShona.

Kuti ga kutema chinhu kamwe chete uchishandisa sanhu kana chimwewo chinhu.

Kuti ga-a kuvako kwechiedza chikuru asi mushure macho mambenge mune rima.

Kuti ga ga ga kuseka nezwi riri pamusoro, kunoratidza kufara kukuru.

Zvakasiyana

-se

Mamwe mazwi ane G

G

Duramazwi

01 / 03

ga-a

Kuti ga-a kuvako kwechiedza chikuru asi mushure macho mambenge mune rima.

Verenga

Swipe for the next word