Duramazwi
ga-a
nga-a
Duramazwi
Kuti ga-a kuvako kwechiedza chikuru asi mushure macho mambenge mune rima.

Vanhu vakazoziva kuti tsotsi yaiva ani payakanzi ga-a netochi.
Kuti ga-a kuvako kwechiedza chikuru asi mushure macho mambenge mune rima.
nga-a
Duramazwi
01 / 03ga ga
Kuti ga ga kutema nechimwe chinhu chinopinza kana chakaoma, uchishandisa simba rakawanda chaizvo.
VerengaSwipe for the next word