KwaunobvaDuramazwiGgwa

Duramazwi · zita

gwa

Zvinoreva

Izwi rinoshandiswa pakutsanangura kuoma kwechinhu.

Kuti gwa kutema nedombo kana chimwewo chinhu.

Imwe mhando yekugwa.

1

Kuti gwa kuoma kunoita panhu panga paine mvura kana ichinge yapwa.

Kuti gwa gwa gwa kufamba zvokutsika pasi pachitinhira.

Kuti gwa gwa gwa kuzunguzika kunoita muviri womunhu kana mhuka, kana kuine chando kana kuti paine chaivhundutsa.

2

Kuti gwa kutema nedombo kana chimwewo chinhu.

Kuti gwa kuoma kunoita panhu panga paine mvura kana ichinge yapwa.

Kuti gwa kutema nedombo kana chimwewo chinhu.

Kuti gwa kugura sezvakaita rutanda rwakaoma.

3

Imwe mhando yekugwa.

Kuti gwa kuoma kunoita panhu panga paine mvura kana ichinge yapwa.

Kuti gwa kutema nedombo kana chimwewo chinhu.

Kuti gwa kugura sezvakaita rutanda rwakaoma.

Mamwe mazwi ane G

G

Duramazwi

01 / 03

gwa [gwa-a]

Kuti gwa kuoma kunoita panhu panga paine mvura kana ichinge yapwa.

Verenga

Swipe for the next word