Duramazwi
Zvinoreva
Kuti gwa kuoma kunoita panhu panga paine mvura kana ichinge yapwa.
1
Kuti gwa kuoma kunoita panhu panga paine mvura kana ichinge yapwa.
Mvura yati *gwa mutsime*.
2
Kuti gwa kugura sezvakaita rutanda rwakaoma.
Mamwe mazwi ane G
GDuramazwi
01 / 03gwa gwa gwa
Kuti gwa gwa gwa kufamba zvokutsika pasi pachitinhira.
VerengaSwipe for the next word