KwaunobvaDuramazwiGgwa gwa gwa

Duramazwi

gwa gwa gwa

Zvinoreva

Kuti gwa gwa gwa kufamba zvokutsika pasi pachitinhira.

Kuti gwa gwa gwa kuzunguzika kunoita muviri womunhu kana mhuka, kana kuine chando kana kuti paine chaivhundutsa.

1

2

Mamwe mazwi ane G

G

Duramazwi

01 / 03

gwaba

Kana munhu achiti akagwaba pakuita basa anenge akariita zvine simba, zvokutozodzoka orwadziwa nhengo dzake dzomuviri.

Verenga

Swipe for the next word