Duramazwi
Zvinoreva
Kuti gwabada gwabada kufamba uchiita ruzha, sekwemunhu ane shangu dzakakurisa.
1
Kuti gwabada gwabada kufamba uchiita ruzha, sekwemunhu ane shangu dzakakurisa.
Harahwa yaiti *gwabada gwabada* ichimema munda wayo.
Mamwe mazwi ane G
GDuramazwi
01 / 03gwabadara
Kuti gwabadara kudonha nokuda kokuneta.
VerengaSwipe for the next word