Duramazwi
Zvinoreva
Kana munhu achiti akagwaba pakuita basa anenge akariita zvine simba, zvokutozodzoka orwadziwa nhengo dzake dzomuviri.
1

Murwere aifamba achiti *gwaba gwaba* sooda kudonha.
Kuti gwaba gwaba kufamba zvishoma zvishoma komunhu kana mhuka isina simba mumabvi.
Kana munhu achiti akagwaba pakuita basa anenge akariita zvine simba, zvokutozodzoka orwadziwa nhengo dzake dzomuviri.
Mamwe mazwi ane G
GDuramazwi
01 / 03gwaba gwaba
Kuti gwaba gwaba kufamba zvishoma zvishoma komunhu kana mhuka isina simba mumabvi.
VerengaSwipe for the next word