Duramazwi
Zvinoreva
Kuti gwaba gwaba kufamba zvishoma zvishoma komunhu kana mhuka isina simba mumabvi.
1

Murwere aifamba achiti *gwaba gwaba* sooda kudonha.
Kuti gwaba gwaba kufamba zvishoma zvishoma komunhu kana mhuka isina simba mumabvi.
Mamwe mazwi ane G
GDuramazwi
01 / 03gwabada gwabada [gabada gabada]
Kuti gwabada gwabada kufamba uchiita ruzha, sekwemunhu ane shangu dzakakurisa.
VerengaSwipe for the next word