Duramazwi
Zvinoreva
Izwi rinoreva kuti chete kana koga (only/just).
1
Izwi rinoreva kuti chete kana koga (only/just).
Vakaona kuti sure iyi yaiva miyedzo havaimboikunda nekuchema asi nekunamata bedzi.
Yaingova misodzi vachingochema bedzi.
Raive remunhu mumwe chete bedzi.
Mamwe mazwi ane B
BDuramazwi
01 / 03beferere
Kana mbeswa iri beferere inenge ichitefa kuratidza kuti haina kunyatsa kusvika.
VerengaSwipe for the next word