KwaunobvaDuramazwiBbedzapfuma

Duramazwi · zita

bedzapfuma

Zvinoreva

Ichi chiitiko chinenge chauya musingazvifungiri chinomanikidzira vanhu kubhadhara vachitora pavanga vakatarisira kurarama napo.

1

Ichi chiitiko chinenge chauya musingazvifungiri chinomanikidzira vanhu kubhadhara vachitora pavanga vakatarisira kurarama napo.

Kupa kwawakaita mwana wavaridzi nhumbu, chiona yava bedzapfuma pano pamusha, totoripa.

Mamwe mazwi ane B

B

Duramazwi

01 / 03

bedzi

Izwi rinoreva kuti chete kana koga (only/just).

Verenga

Swipe for the next word