Duramazwi03 / 03chetukaKana doro richinzi rachetuka rinenge ravira zvakakwana, risisina kakutapira kamasvusvu aradirwa nawo.Verenga→