Duramazwi
Zvinoreva
Kana doro richinzi rachetuka rinenge ravira zvakakwana, risisina kakutapira kamasvusvu aradirwa nawo.
1

2
Kana chinhu chachetuka chinenge chadimbuka nokukasika.
Tambo yakasungisa imbwa yachetuka yarumwa negonzo.
Mamwe mazwi ane C
CDuramazwi
01 / 03chetura
Kuchetura kugura chinhu uchikasika nomudziyo unopinza.
VerengaSwipe for the next word