Duramazwi
cheudza
-dzingisa
Duramazwi
Kucheudza kuita kuti mumwe atarise kumashure.
Kucheudza kuita kuti mumwe atarise kumashure.
Muridzo wake wandicheudza ndikabva ndamumirira.
Akachecheudza mbadzi yenhanga yakanga yakaora kuti irege kuiswa mupoto yokubikira.
Kucheudza mukomana kucheka muchibvisa ganda rinovhara mberi kwemboro yake.
-dzingisa
Duramazwi
01 / 03cheuka
Kutarisa kana kudzokera shure.
VerengaSwipe for the next word