Duramazwi
Mazwi ane C.
1848 Shona headwords beginning with C, each with its English meaning, Shona explanation and example sentences.
Peji 7 pa8
chitehweChitehwe iganda rembudzi kana dzimwe mhuka diki...chitemaadagechitemoChitemo chirwere chemusoro unogarotema usingapori.chitendaChirwere.chitenderobeliefchitepoChitepo mudziyo unoshandiswa kupatsanura masese kubva...chiteshistationchitetewaferchiteveChiteve kuva nemuviri usina kugwinya kwemhuka kana munhu...chitevedzerwaIyi itsika yokungoti ukaona chaitwa nemumwe iwe...chiteyiwaChiteyiwa ndechose chinopinda muziso, chokonzera kuti ziso...chiteyoChiteyo iwaya kana tambo ine chishwe, inoshandiswa kubata...chitezaChiteza rudzi rwehuku isina besu.ChiThaithaichitiUnyanzvi.chitigaChitiga imhuka inenge iine mumhu mukuru.chitimacoachchitimboChitimbo kuratidza ushingi paunenge watarisana nenjodzi...chitinaMudziyo wesimbi wekuisira zvekudya (tin/can).chitinhaImwe mhando yechidhinha (brick).chitirobhoChitirobho ndechakarukwa nemakashu, chinokochekerwa...chitiropoMuchina weruzivo mumatambudziko.chitiswatuChitiswatu muti unomera pedyo nenzizi une midzi...chitivhiriChitivhiri ipati iri pabhasikoro inotsikwa nemunhu...chitiviripedalchitiyoChitiyo mwana wehuku ane mazuva mashoma achochonywa.chitobvuChitobvu rudzi rwedatya diki diki rinogona kufutisa dumbu...chitofustovechitohweChitohwe muti unobuda mukaka pamakwati kana wakanwa mvura...chitokisicellchitokwadzimuChitokwadzimu ndeimwe yehakata dzinoshandiswa nen'anga.chitokwaniChitokwani mweya womunhu akafa unopfuta moto kumakuva.chitomboChitombo muripo unopiwa tezvara pavanonoratidzwa danga ravo.chitondoChitondo isango risina kunyanyokura. Chitondo chiri pedyo...ChiTongaChiTonga mutauro unotaurwa nevanhu vashoma vemuZimbabwe...chitopeChitope chirwere chinenge chichifungidzirwa kuti...chitoporaChitopora inyora inochekwa kumeso kwemunhukadzi...chitopotaChitopota munhu akashata, anokwanisa kukuvadza vamwe...chitororetailchitoro chemishongapharmacychitotagrasshopperchitototoChitototo munhu anonzi navanhu haana zvaanobatsira muupenyu.ChitovaIchi ndechimwe chezvidao zvevaera Gumbo chokuzvirumbidza...chitovamapenziUyu munhu anokwanisa kugadzirisa zvinhu zvinenge...chitsaChitsa chidzitsi chinosarira kana muti uchinge watemwa.chitsakaChitsaka ndepakavakirwa, pakakwirira, panogara vanhu...chitsakiChitsaki chigadzirwa chinovakwa neshiri kuti igogara...chitsamaChitsama igungano diki revanhu, kana kuti zvinhu zvakati...chitsambanotechitsamvaChitsamva rudzi rwemuti une hunde yakakwasharara...chitsapoChitsapo kamutundu kezvinhu zvinenge zviri muchisaga...chitsaramviChitsaramvi mukadzi wechidiki anoroorwa nemurume achembera.chitsaukochapterchitsemeChitseme mudziyo unogadzirwa neshanga, unoisirwa upfu...chitseperoChitsepero ndechose chinopinda muziso choita kuti ribude...chitsereChitsere kamhuka kane musana muchena nepadumbu patema...chitseresoChitsereso ibwe rinoshandiswa kudodonya guyo kuti...chitsetsufragmentchitsiKusviba kweuso nekuda kwehunhu.chitsidziranopromisechitsidzovowchitsigapluckedchitsigisiChitsigisi ivara rinoiswa kwekutanga kwezwi rine nzvanyira...chitsikaInhengo yerubatsiro.chitsikuChitsiku muti une mapazi akatsvukuruka ane minzwa...chitsimbaKumanikidzira zvinhu.chitsineChitsine ivhudzi rinomera pamunhu ayaruka pamusoro...chitsingaChitsinga mushonga unosiyiwa nomuvengi pane imwe nzvimbo...chitsinhaChitsinha munyama unotadzisa murume kuroora kana kuti...chitsinzinziChitsinzinzi idutu reuswa hunenge huchikura panhu pamwe...chitsitsiChitsitsi chidimbu chinosara chakamira panenge patemwa muti.chitsitsinhoheelchitsividzoretaliationchitsiyozvinoudzwa munhu asi iye nyakuudzwa achitarisirwa...chitsokaChitsoka kaitiro kemunhu anogara achingofamba, asina nguva...chitsoka ndiberekeKana munhu achinzi aita chitsoka ndibereke anenge atiza...chitsokoChitsoko michero yakaungana pamwe chete sezvinoita...chitsokotsokoKana nhondo dziri chitsokotsoko dzinenge dzakamera...chitsomuChitsomu muromo wemota wekuti, ukasasvinwa, mota racho...chitsotsiforgerychitsunwaKuzvidzivirira mumatambudziko.chitsuwaislandchitsvambeChitsvambe kutamba kokuti, kana vanhu voonekana mumwe...chitsvukuChitsvuku izwi rinotaurwa kutsanangudza nhamo ingaonekwa...chitswaChitutu.chitswitiChitswiti kakomba kanoita padama kana pamatama evamwe...chitswitswitswiUku kuzarisa kwezvinhu kana kuti vanhu muchinhu chimwe...chitubaChituba chitemhe chisinganyuri nhando, chinoiswa patambo...chitubatubaChituba.chitubhuChigaravakwati.chitubuspringchitukocursechitumbaKamba kadiki kekufanogara.chitumbiChitumbi itsandanyama iri mumashure memupimbira.chitunduChitundu rudzi rwebhasikiti rakakura chaizvo.chitundumuseremusererocketchitundumuseremusere chakasvitsaspacecraftChitungwizaUyu musha uri pedyo neguta reHarare uyo unonzi uri...chitunhacorpsechitununuChitununu muti unoreba chaizvo kusvika kumamita gumi...chitunziChitunzi inhunzi huru inowanzouya paurayiwa n'ombe kana...chitunzviChitunzvi ishiri hadzi kana mhuka hadzi.chitupacertificatechituriroChituriro inzvimbo inodzikisirwa zvinhu zvinenge...Chiturowooden stoolchituruChigunwe cheruoko kashoma.chitutaChituta munhu akapusa, asina chinoyamura chaanogona...chitutamangoroChitutamatuzvi.chitutuChitutu ivhu rakaumbiridzwa pamwe chete rinozosimwa...chityaroChityaro ndepanogara munhu pabhasikoro, pachimudhudhudhu...chityuChityu inyama yepadundundu remhuka, panosangana mutsipa...chiumbamazwiIri ibhii kana vara rinoshandiswa pakuvaka mazwi.chiumboPanyaya dzokusona nhumbi, chiumbo mapatani akatochekwa...chiumbwaChiumbwa mufananidzo wechinhu chakagadzirwa nemavhu.chiumiraChiumira munhu asingapapariki kana kukurumidza kutsamwa.chiundeChiunde inzvimbo ine miti mikuru yakawanda kwazvo.chiundudziChiundudzi chikonye chine mambava, chinopfukuta nyama...chiundudzoChiundudzo rukoko runomera pachikafu kana chava kuda kuora.chiungamasschiungadziChiungadzi muti une minzwa yakakombamira yakasimba, unoita...chiunguabscessChiUngweChiUngwe chikamu chebazi reChiManyika chinotaurwa...chiuniChiuni chindumure chechisikana.chiunowaistChiurayiChiurayi chidao chevaera Shumba chinoreva kugarovhima...chiuruthousandchiururwiChiururwi chipukanana chinenge gurwe asi chisingadyiwi.chiutomilitarismchiutsisteamchiuyaChiuya munhu, kazhinji musikana, anenge aine utano...chiuyeuyeChikafu hachina kuzokwana vanhu pamutambo nokuti vamwe...chivanechiva yachitsika ikabva yafa.ChivabvumaychivakamberiIchi chivakiso chinoiswa kunoperera izwi, chinowedzera...chivakapakatiIri ivara kana chinyaudzirwa chinopfekedzerwa nechepakati...chivakashureprefixchivakisoChiumbamazwi.chivakoedificechivandaChivanda chinhu chinoshandiswa nevaroyi pakurova munhu...chivandeintriguechivandiraChivandira munhu asingabudi pachena kuti pane zvaanofunga...chivanduriroRebeso yechiito.chivangazuvaChizuvaguru.chivanhuChivanhu magariro nemaitiro evaShona, kana kuti evanhu...chivanzecourtyardchivanziChivanze chiduku chiri pamba (small yard).chivaraChivara inzvimbo inogara varume vachitandara kana kutonga...chivaraidzoamusementchivataChivata kuenzana pakureba kwezvinhu zvakawanda. Chivata...chivavaneChivavane rudzi rweuswa husingaomi kana kukurumidza kufa...chivavaniChivavani ivhu rinenge richivavira munyu, rinofarirwa...ChiVembaChiVemba ndemimwe yemitauro inotaurwa kunyika yeZambiya.chiverengeraIyi itsika yokurega zvawanga uchifanirwa kuita, uchifunga...chiverevereUku kuita zvinhu muchihwande, vamwe vanhu vasingazivi, uye...chiveroChivero idombo rinoshandiswa kurodzera midziyo.chivezaChiveza mweya wechidembo unonhuhwa zvinokachidza.chivezaniChivezani idoro rorukweza rinobikwa mumaruwa.chivezwasculpturechivharocapChiVhendaChiVenda mutauro unotaurwa nevanhu vashoma vemuZimbabwe...chivhevhanoChivhevhano mutauro nemaitiro ekupfimbana pakati...chivhimboChibhobhiri.chivhindikitiUyu mwana anenge akasimba, ane muviri mukuru.chivhiririChivhiriri ndechekutambisa chevana chinogadzirwa neshinda...chivhorovhoropistolchivhuKana munhu achinzi ane chivhu anenge aine muviri muhombe...chivhumbachivhunounda dzekuBeitbridge, asi vazhinji vavo vari muSouth Africa.chivhuraKuchivhura kucheka chinhu kamwe chete uye zvine simba.chivhuroChivhuro ndechose chingashandiswa kudziura mivharo...chivhurumukiraUku kutaura kana kuita zvimwe zvinhu munhu asati azvipa...chivisinchividzeChividze chikwenzi chine matavi akakombama-kombama, anenge...chivimbisoreassurancechivimboconfidentchivindicouragechivingwiChivingwi munhu ane kumeso kwakaipa.chivirikaKuchivirika kushanda zvine simba, munhu achiratidza...chivirikidzoIyi imbatya inopfekwa pamusoro pedzimwe kuitira...chiviriviriUrwu ruzha rwevanhu kana mhuka zhinji dzine-nge...chiwaInzwi rinoshandisirwa pakutsaurira mhenya.chiwachiswaChiwachiswa ndechakaita sesipo yekuzorera, youpfu...chiwananoChiwanano idoro rinopiwa vanhu vari pakati pokurima...chiwanguChiwangu rudzi rwenzungu yebambara yakatsvukuruka.chiwanikwaalloychiwanzamhuriUrwu rudzi rweshiri yakaita diki, uye ine mavara anoyevedza.chiwanzausaviIri izita rinoshandiswa kureva chero chese chinodyiwa.chiwareChiware mutambo unotambwa vanhu vachishandisa mari...chiwariroChiwariro ijira raunotanga kuwaridza paunorara wozoisa...chiwayaChiwaya rudzi rwechibage chinokangwa chichiputika kubuda...chiwayawayaUku kupaza danga kunoita zvipfuyo kuti zvibude zviende...chiwedzerwaIri ivara rinozopfekerwa kwekupedzisira kweshoko, iro...chiwengaChaenga.chiwepuChipunu.chiwipeninsulachiwitsiChiutsi.chiwororoChinhu chinokurira.chiwowodzachese chinokwanisa kupedza dambudziko rinenge riripo. Kuti...chiwowowoChiwowowo ruzha runenge ruchiitwa navanhu vari chinhambwe...ChiXhosaChiXhosa mutauro unotaurwa navanhu vashomashoma muZimbabwe...chiyaChiya mwana wegudo kana wemunhu.chiyambiroChiyambiro izwi rinoshandiswa kureva kuti kubva pakazvarwa...chiyambweChiyambwe rudzi rwehwowa hwakada kuita sedifi, asi ihwo...chiyamuroinputchiyeresoChipimo.chiyeromeasurechiyerwaChiyerwa imhuka kana chimwewo chinhu chinokosheswa...chiyeuchidzoreminderchiyevedzoChiyevedzo chinhu chinonakidza kuona. Mapopoma eVictoria...chizaiChizai rudzi rwemba-mbaira inoita chidenderedwza...chizariraChizarira ndechinoteyeswa mhuka, chakaita sekai-mba kanoti...chizarumeChizarume tumapundu tudikidiki tunoita paganda romunhu...chizaruraChizarura rudzi rwetsvimbo ine musoro muhombe.chizemberaChizembera chikwenzi chinowanikwa mujinga menzizi...chizevezeveKana munhu achitaura chizevezeve anenge achitaurira pasi...chiZezuruChiZezuru nderimwe remapazi omutauro weChiShona...chizhezereChizhezere munhu ane chido chakapfurikidza chokurara...chizhuzhaChizhuzha rudzi rwomuti womunzwa usinganyanyi kukura...chizhuzhuChizhuzhu muti une mashizha akapamhama une minzwa, unonzi...chizhwaChizhwa idende rinochengeterwa mishonga nen'anga.chizicheesechizingaChizinga ndechakatenderera, munova imo munogadzirirwa uchi...chizisoChiziso kahona kakazvimba, kari necheparutivi panosangana...chizitaChizita mazwi maviri kana kudarika, anoti rokutanga izita...chizitandevoAya mazwi maviri kana kupfuura anoreva kana kutsanangura...chizivanoChizivano kuita kokusarudza vehama neshamwari uchingoitira...chizivisoannouncementchizizimutondoUrwu rumwe rudzi rwezizi rakaita diki, rine nzeve refu...chizorwaChizorwa mafuta, mushonga, kana poda yaungatsvetera...chizumbuRwatata.chizunguChizungu mutauro kana kuita kwevarungu vechiPutukezi.chizvarirwoUhu upenyu nemaitiro evanhu zvokukura nazvo parudzi rwavo...chizvaromatrixchizvarwagenerationchizviKana munhu achinzi ane chizvi anenge aine munyama unoita...chizvinozvinoAya maitiro nematauriro matsva anenge achangopinda...chizvizviChizvizvi chikafu chinenge chiri muguru remombe yavhiyiwa...chizvondoChizvondo mweya wokungovenga mumwe munhu asi asina...choercho chocho cho choUku kuridza zvinhu zvakaita zvisimbi zvichirovana...cho-oKuti cho-o kudira mvura kana kunaya kunoita mvura. Mvura...cho-o cho-oKuti cho-o cho-o kuchovha bhasikoro zvinyoronyoro...choboKuti chobo kunhonga chikafu nemuromo kunoita huku kana...choboraKana huku ichichobora inenge ichidya kana kurwisa nemuromo...chochaKuchocha kumedza chokudya usina kumbochitsenga.chochodzaKuchochodza kurovanisa mari yesirivha kana zvimwe zvinenge...chochomarachochoraKuchiva.chochororoKuti chochororo kuita weti yakawanda uye inoburitsa ruzha...

