KwaunobvaDuramazwiCchitsitsinho

Zvinoreva

Chitsitsinho ndiko shure kwetsoka kunotanga kutsika pasi kana munhu achifamba.

1

Kuti jigimu kuchera kakomba uchishandisa chitsitsinho.

Shafu inhengo yemuviri kubva paseri pebvi kusvika kuchitsitsinho.

Zvakafanana

chidodoma · nhende

Mamwe mazwi ane C

C

Swipe for the next word