KwaunobvaDuramazwiCchitsoka

Duramazwi · zita

chitsoka

Zvinoreva

Chitsoka kaitiro kemunhu anogara achingofamba, asina nguva yekumbonyatsogara pamba.

1

Kana munhu achinzi aita chitsoka ndibereke anenge atiza nokutya zvimwe zvinhu zvanga zvoda kuitika kwaari.

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chitsoka ndibereke

Kana munhu achinzi aita chitsoka ndibereke anenge atiza nokutya zvimwe zvinhu zvanga zvoda kuitika kwaari.

Verenga

Swipe for the next word