Duramazwi · zita
Zvinoreva
Chitopora inyora inochekwa kumeso kwemunhukadzi nechinangwa chekuwedzera runako.
1

Kana uchitopora unenge uchichera kakomba nekatanda kana kachimuti.
Mamwe mazwi ane C
CDuramazwi
01 / 03chitopota
Chitopota munhu akashata, anokwanisa kukuvadza vamwe nemishonga.
VerengaSwipe for the next word