KwaunobvaDuramazwiCChiTonga

Duramazwi

ChiTonga

Zvinoreva

ChiTonga mutauro unotaurwa nevanhu vashoma vemuZimbabwe vari kunharaunda dzeChirundu, asi vamwe vavo vazhinji vari nechekumiri kwaZambezi muZambiya.

1

ChiTonga mutauro unotaurwa nevanhu vashoma vemuZimbabwe vari kunharaunda dzeChirundu, asi vamwe vavo vazhinji vari nechekumiri kwaZambezi muZambiya.

Padare panoshandiswa mutauro wokuzvininipisa uye kuzviisa pasi petsoka dzedare rinenge richitonga.

Dhizidhendi munhu anopandukira hurumende yenyika yake inenge ichitonga.

Mambokadzi ndishe wechikwadzi anenge achitonga nyika yake.

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chitope

Chitope chirwere chinenge chichifungidzirwa kuti chakakonzerwa nekuroyiwa.

Verenga

Swipe for the next word