Duramazwi · zita
Zvinoreva
Chitondo isango risina kunyanyokura. Chitondo chiri pedyo nepamba pedu chinotyisa manheru.
1

Chitondo inzungu yakadyarwa inenge yava kuita mashizha.
2

Mamwe mazwi ane C
CDuramazwi
01 / 03ChiTonga
ChiTonga mutauro unotaurwa nevanhu vashoma vemuZimbabwe vari kunharaunda dzeChirundu, asi vamwe vavo vazhinji vari nechekumiri kwaZambezi muZambiya.
VerengaSwipe for the next word