KwaunobvaDuramazwiCchivakapakati

Duramazwi

chivakapakati

Zvinoreva

Iri ivara kana chinyaudzirwa chinopfekedzerwa nechepakati pechiito. Uyu -mu- ari muna _"ndichamuona"_ chitori chivakapakati ichochi.

1

Iri ivara kana chinyaudzirwa chinopfekedzerwa nechepakati pechiito. Uyu -mu- ari muna _"ndichamuona"_ chitori chivakapakati ichochi.

Ichi chivakapakati chinotaridza zvinhu zvinogona kuitika kana kunge zvakaitika.

Ichi chivakapakati chinoratidza kuti nguva yechiitiko yakapfuura kare.

Ichi chivakapakati chinoshandiswa kutsinhira chiito kuratidza kuti zvachinotaura hazvigoneki.

Mamwe mazwi ane C

C

Swipe for the next word