KwaunobvaDuramazwiCchivakamberi

Duramazwi · zita

chivakamberi

nhamatidzwa

Zvinoreva

Ichi chivakiso chinoiswa kunoperera izwi, chinowedzera zvarinoreva. Izwi rokuti kuvata rikaiswa chivakamberi rinova kuvatira.

1

Ichi chivakiso chinoiswa kunoperera izwi, chinowedzera zvarinoreva. Izwi rokuti kuvata rikaiswa chivakamberi rinova kuvatira.

Ichi chivakamberi chokokomekedza kana kuratidza kuti zvataurwa zvinofanira kuteererwa.

Ichi chivakamberi chinoreva kuti zviri kurehwa nechiito zvinenge zvichiitwa kechipiri.

Ichi chivakamberi chinoshandiswa nechiito kuratidza nzvimbo iri kure.

Zvakafanana

nhamatidzwa

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chivakapakati

Iri ivara kana chinyaudzirwa chinopfekedzerwa nechepakati pechiito. Uyu -mu- ari muna _"ndichamuona"_ chitori chivakapakati ichochi.

Verenga

Swipe for the next word