KwaunobvaDuramazwiCchizi

Duramazwi · zita

chizi

cheese

Zvinoreva

Chizi kudya kunogadzirwa neruomba rwemukaka, kunenge kwakakora nokusimba kudarika bhata.

1

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chizinga

Chizinga ndechakatenderera, munova imo munogadzirirwa uchi nenyuchi.

Verenga

Swipe for the next word