Duramazwi · zita
Zvinoreva
Chizhuzhu muti une mashizha akapamhama une minzwa, unonzi ukaona waiswa pamba pako unenge uchinzi uri muroyi.
1

Chizhuzhu muti une minzwa nemasanzu anososerwa paguva kana munhu achangovigwa, kuitira kuti pasasvika vavengi vakaita sevaroyi.
2

Zvakafanana
muzhuzhu · mubayamakono · musosaguva · mugaranjiva
Mamwe mazwi ane C
CDuramazwi
01 / 03chizhwa
Chizhwa idende rinochengeterwa mishonga nen'anga.
VerengaSwipe for the next word