Duramazwi · zita
Zvinoreva
Chituriro inzvimbo inodzikisirwa zvinhu zvinenge zvakatakurwa nezvakaita serori kana chimwewo chinotakura zvinhu.
1

Chituriro chipo chinopihwa munhu anoremekedzwa. Vanhu vakapa ishe hari yedoro sechituriro.

2

Mamwe mazwi ane C
CDuramazwi
01 / 03Chituro
wooden stool
VerengaSwipe for the next word