Duramazwi · zita
chivezwa
sculpture
Duramazwi · zita
sculpture
Chevezwa mufananidzo kana mudziyo unogadzirwa kubudikidza nokuchechenyedza zvakaita sedanda kana ibwe romunyaka.
Chevezwa mufananidzo kana mudziyo unogadzirwa kubudikidza nokuchechenyedza zvakaita sedanda kana ibwe romunyaka.
Kana chivezwa chikanzi chafetengwa chinenge chavezwa kusara chava chitete-tete.
Kutsvedzerera kutsetsekera kunoita chivezwa kana chiumbwa chakatsvenenzverwa.
Kana chivezwa chakaserera chinenge chichinyatsotsvedzerera chisingamari.
Duramazwi
01 / 03chivharo
cap
VerengaSwipe for the next word