KwaunobvaDuramazwiCchiyevedzo

Duramazwi · zita

chiyevedzo

Zvinoreva

Chiyevedzo chinhu chinonakidza kuona. Mapopoma eVictoria Falls chiyevedzo chinovingwa navanhu vanobva kunyika dzakasiyana-siyana vachizoona.

1

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chizai

Chizai rudzi rwemba-mbaira inoita chidenderedwza chinotsvuka mukati kana yaibva, chisina miradzi mukati, uye inotapira zvikuru.

Verenga

Swipe for the next word