KwaunobvaDuramazwiCchizembera

Duramazwi · zita

chizembera

Zvinoreva

Chizembera chikwenzi chinowanikwa mujinga menzizi, kazhinji mukati metsanga, chinoita maruva eruvara rweshora.

1

Kana munhu achizembera chimwe chinhu, anenge achitsamirana nacho.

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chizevezeve

Kana munhu achitaura chizevezeve anenge achitaurira pasi pasi zvisingaburitse ruzha.

Verenga

Swipe for the next word