KwaunobvaDuramazwiCchitsauko

Duramazwi · zita

chitsauko

chapter

chikamuganhuro

Zvinoreva

Chitsauko iganhuro yebhuku, panenge pachitanga nyaya itsva kana kuti zviitiko zvikuru zvitsva munyaya. Dzimwe nganonyorwa dzava kutsikiswa mazuvano dzine zvitsauko zvakatotsaurwawo kuita zvikamu mukati mazvo.

1

Tinovimba wakawana ruzivo rwakakuvandudza pakudzidza kwako chitsauko chino.

Chitsauko chino chakakosha nokuti uchava noruzivo nezvoupenyu hwamazuva ano nemanyorero eChiShona akanaka.

Kubva pane chimwe chitsauko uchienda pane chimwe kutaridza kunofanira kukupa kukura paruzivo nounyanzvi hwako.

Zvakafanana

chikamu · ganhuro

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chitseme

Chitseme mudziyo unogadzirwa neshanga, unoisirwa upfu hwokubikisa panguva iyoyo.

Verenga

Swipe for the next word