Duramazwi
Mazwi ane C.
1848 Shona headwords beginning with C, each with its English meaning, Shona explanation and example sentences.
Peji 8 pa8
chogaChoga ijira rinosungwa mumusoro sechishongo nevanhukadzi...chogodoKuti chogodo kubvisa madota kana chimwe chinhu nokugumha.chogodoraKana uchichogodora huni unenge uchiigumha kuti madota...chogurweiChogurwei munhu asina zvaanobatsira muupenyu. Murume...chohonyaKuchohonya kuruma kunoita huku kana shiri kana ichidya.chohonyoKuti chohonyo kuruma kunoita huku kana shiri kana ichidya.choiKuti choi kuchonya munhu neziso. Pandakangomuti choi...chokochalkchokochaKuchokocha kusanganisa makasi kuti agotambika zvakanaka...chokonyaKuchokonya munhu kumudyunga neminwe uchimudenha.chokoretichocolatechokotaKuchokota kuwana zvinhu zvakawanda kwazvo. Gore rino...chokotoKuti chokoto kurira kamwe chete kunoita mashizha aka-oma...chokoto chokotoKuti chokoto chokoto kudzokorora kurira kunoita mashizha...chokuChinhu cheruzivo rwekunze.chokubatalurchchokudyaZvekudya zvo hupenyu (food).chokufukacoveringchokugumamarkingchokunwaImwe mhando yechokumwa.chokupfekaMbatya dzekupfeka mumuviri (clothing).chokutangaChinhu chiri pamberi pezvimwe (first thing).chokutiIzwi rinoshandiswa pakutsanangura chimwe chinhu.chokwadiactualitychomboarmamentchomi(manje) Chomi munhu wese waunowirirana nokunzwanana naye.chomoChomo mashoko anosuwisa akaita seerufu kana urwere.chomoriyaChomoriya muriwo wemashizha, unorimwa mumapindu munguva...chomumwoyoKana chinhu chichinzi ndechomumwoyo chinenge chiri...chomusoroUku kutema komusoro kunobudira nechapakati pemaziso.chomwaKuti chomwa kuswatudza mutsipa paunenge uchifamba, uchiita...chomwairaKuchomwaira kufamba mutsipa uri mudenga, uye munhu...chonadestitutechondaChonda igudo rinofamba riri roga.chongoChongo murwi wematanda akaunganidzwa asina kunyatsorongwa.chonjoChonjo kakwenzi kanotandira kanoita maruva matsvuku uye...chonjomaraKana munhu akachonjomara anenge akagara pazvitsitsinho...chonyaKuchonya kutswinyira munhu neziso senzira yokumuratidza...choonyaKuchoonya kunhonga kana kuruma-ruma chinhu nemuromo...chopasiKuiita basa chopasi kuriita chipatapata zvekuti...choronoKuti chorono kutora chinhu kubva machanga chiri...choronokaKana dzimba dzeuswa dzachoronoka matenga, humwe uswa...choronoraKuchoronora kuwanikidza ruzivo rwanga rwakahwandika...chororoKuti chororo kuchururuka kunoita zvinhu zvakaita mvura...chororokaKana mvura inoyerera ichichororoka inenge ichipinda...choroveraKana munhu achorovera anenge asvika panguva yakaoma...chosecompletelychotofireplacechoupombweKana munhu akanzi aita choupombwe anenge arara nomukadzi...chousikuChousiku chinhu chinoshandiswa nevaroyi usiku, chinoti...chouviriChouviri zvikwanisiro zvinodiwa kuti upenyu hwomunhu...chovaKuchovha bhasikoro kana muchina (to pedal/cycle).chovhapaddlechovhamubaiwaIzwi rinoshandiswa mumatambudziko.chovheraKana murume achiti wandichovhera pfambi anenge achireva...chovonjeraKuchovonjera kutsokotera muriwo muhari nomugoti kana...chowaChowa mushonga unogadzirwa wopiwa munhu kuti akwanise...chowa chowaKuti chowa chowa kufamba munhu achiratidza kusaziva zvaari...choyaChoya ivhudzi rinomera pamunhu ayaruka nechapamusoro...chuKuti chu kuzara zvokudarikidza. Musi weKirisimasi kereke...chu-uchu kurohwa neshamhu yakatetepera mberi kwayo zvichinzikwa...chubhutubechubviKuti chubvi kunyika nhumbi dzokuwacha mumvura. Nhumbi...chubvuplungingchubvuraKuchubvura kuchera mvura kana zvimwewo kamwe chete uye...chuchuKuti chuchu kuchenesesa kwechinhu chine ruvara ruchena.chuchururuInzwi rerunyararo mumanamati.chukasiChukasi musikana akanaka kana kuti anoyemurika. Ndakadiwa...chukuchaKuchukucha kuzunza mudziyo wakavharwa, une mvura mukati...chukuchudzaKuchukucha.ChumaChuma chidao chevaera Gwai.chumbwiKana chinhu chati chumbwi chinenge chawira mumvura...chumiChumi imari yekare yaiita mashereni gumi, yakazotsihwa...chunatunechunimelodychunjurusaKuchunjurusa kuita zvinhu zvinokonzera kuti chimwe chinhu...churiKuti churi ruzha runoitwa nechinhu chichiwira mumvura...churuthousandchururuKuti chururu kutota muviri nehembe dzose mushure mekudirwa...chururudzaKuchururudza kudira mvura zvishoma zvishoma pamaoko, mumwe...chururukaKuchururuka kuererera zvinyoronyoro kwemvura, ropa kana...chutiChuti mutambo wokutemana nebhora, vamwe vanenge vari...chutikaKuchutika kurova neshamhu nhete. Ndakachutika mombe...chuvhaKuchuvha kukama mombe inoita mukaka wakawanda chaizvo...chuzuChuzu imhuka huru yakada kufanana nebimha, inogara pedyo...chwaKana munhu akati hope _chwa_ anenge angorara kwenguva...chwaaKuti chwaa kurira kunoita hozhwa kana zongororo ratsikwa...chwabairaKuchwabaira kufamba zvine karuzha mukati, kunoita munhu...chwachwatisaKuchwachwatisa kutsenga kwaunita kana uchidya chinhu...chwaduraKukonzera ruzha mumatambudziko ruzivo.colorcolourCommonwealthcommonwealthcommunicationcommunicateconfigurationconfigurationconstituencyconstituencycontinueproceedCookiescookiesCountycounties

